Hanzi blaz chimbo chilla
Kunze Kuri kupisa
Vanhu vari kutiza
Zvimwe zvese mira
Hanzi Mavibes vari ku feeler
Hembe vari kubvisa
Nhasi tiri kusvira
Kunoku zvirikufaya
Muchiri murima
Rima rima rima rima
Rima rima rima rima
Hatidi kudzidza kuchikoro haitiende
Hatitere sutu matie hatipfeke
Mapiritsi tamedza apa tisina chirwere
Kwese kwese tiripo kana kune masese
Matarget tirikushuda zvese nemadhafu dhunda
Magaro akafuta I love me a round bunda
Ukangondipindura chete ndinokudhumha
Kana mukarumwa munenge madenha shumba
Kana mukashaya matadza kufunga
Husiku hwese tichirova ngoma
Tichivabora
Tichibora ngoma
Tichivabora
Tichibora ngoma
Icho icho cho cho cho
Icho icho cho cho cho
Tichivabora
Icho icho cho cho cho
Tichivabora
Icho icho cho cho cho
Icho icho cho cho cho
Icho icho cho cho cho
Tichivabora
Icho icho cho cho cho
Tichivabora
Icho icho cho cho cho
He hanzi vapfanha vema zuva ano tanetsa
He hanzi hatibatike se zesa
Tiri Kuuya ne mhenhi tichivabvarura se bepa
Isu ndisu tinozi ma gyaldem selecta
Kana tiripo hakuna motive iri better
Soft life chete man hatidi zvino tinetsa
Soft life chete man hatidi zvino tinetsa
Soft life chete man hatidi zvino tinetsa